Deuteronomy 24:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjera pahosha yamaperembudzi kuti uceŋgete nokuita ɀakanaka ɀamunodzidziswa naʋaprista ʋaRevi; seɀandakaʋaraira, ndiɀo ɀamunofanira kuita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchenjere kwazvo pachirwere chamaperembudzi kuti muite chaizvoizvo zvamakarayirwa navaprista vanova vaRevhi. Munofanira kuchenjerera kutevera zvandakavarayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana chirwere chamapere chabata munhu, nyatsoitai nomazvo zvose zvamunodzidziswa navapristi vechiRevhi zvandakavataurira mobva manyatsozviita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chenjera pahosha yamaperembudzi kuti uchengete nokuita zvakanaka zvamunodzidziswa navapristi vaRevhi; sezvandakavaraira, ndizvo zvamunofanira kuita.
Shona 2009?
Chenjera pahosha yamaperembudzi kuti uchengete nokuita zvakanaka zvamunodzidziswa navaprista vaRevhi; sezvandakavaraira, ndizvo zvamunofanira kuita.
Shona SUB 2002 Bible
Chenjera pachirwere chamaperembudzi kuti uchengete nokuita zvakanaka zvamunodzidziswa navapristi vaRevhi; sezvandakavaraira, ndizvo zvamunofanira kuita.