Deuteronomy 25:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋanhu ʋakaita nharo, ʋakaʋuya kutoŋgerwa, ʋatoŋgi ʋakaʋatoŋgera, ʋanofanira kururamisira wakarurama, nokupa mhoȿa munhu wakatadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vanhu vane gakava, vanofanira kuenda kudare uye vatongi vachatonga nyaya iyi, vachiruramisira asina mhosva nokupa mhosva uyo akatadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vanhu vaviri vakaitirana nharo, vakaenda kudare, dare rotaura kuti, ‘Uyu ane mhosva, uyu haana mhosva,’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vanhu vakaita nharo, vakauya kutongerwa, vatongi vakavatongera, vanofanira kururamisira wakarurama, nokupa mhosva munhu wakatadza.
Shona 2009?
Kana vanhu vakaita nharo, vakauya kutongerwa, vatongi vakavatongera, vanofanira kururamisira wakarurama, nokupa mhosva munhu wakatadza.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vanhu vakaita nharo, vakauya kutongerwa, vatongi vakavatongera, vanofanira kururamisira wakarurama, nokupa mhosva munhu wakatadza.