Deuteronomy 25:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋose ʋanoita ɀinhu ɀakaɗai, iʋo ʋose ʋanoita ɀisina‐kururama, ʋanonyaŋgadza Jehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha Mwari wako anonyangadzwa nomunhu anoita zvinhu izvi, munhu upi zvake, anoita zvinhu nokusatendeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti Tenzi Mwari wako haambodi zvake vanhu vanoita izvozvi zvoujarijari hwokubiridzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vose vanoita zvinhu zvakadai, ivo vose vanoita zvisina kururama, vanonyangadza Jehovha Mwari wako.
Shona 2009?
Nokuti vose vanoita zvinhu zvakadai, ivo vose vanoita zvisina kururama, vanonyangadza Jehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vose vanoita zvinhu zvakadai, ivo vose vanoita zvisina kururama, vanonyangadza Jehovha Mwari wako.