Deuteronomy 25:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarira ɀawakaitirwa naAmareki panzira, pakuɓuɗa kwenyu Egipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murangarire zvamakaitirwa navaAmareki parwendo rwenyu pamakabuda kubva muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rangarira zvakaitwa naAmareki kwamuri muri murwendo rwokubva kuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Rangarira zvawakaitirwa naAmareki panzira, pakubuda kwenyu Ijipiti;
Shona 2009?
"Rangarira zvawakaitirwa naAmareki panzira, pakubuda kwenyu Ijipiti;
Shona SUB 2002 Bible
“Rangarira zvawakaitirwa naAmareki panzira, pakubuda kwenyu Ijipiti;