Deuteronomy 25:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti wakakuwira panzira, akaparadza ʋanhu ʋako ʋakaŋga ʋari shure, ʋose ʋakaŋga ʋasinesimba, paŋguʋa yamakaŋga maziya nokuneta; iye wakaŋga asiŋgatyi Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamakanga maziya uye maneta, vakasangana nemi parwendo rwenyu vakauraya vose vakanga vachisaririra shure; vakanga vasingatyi Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviya zvaakakuvinga panzira nehondo akakufuta neshure pawakanga waneta warukutika, akauraya vamwe venyu vose vakanga vaneta vasaririra shure asingambotya zvake Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti wakakuwira panzira, akaparadza vanhu vako vakanga vari shure, vose vakanga vasine simba, panguva yamakanga maziya nokuneta; iye wakanga asingatyi Mwari.
Shona 2009?
kuti wakakuwira panzira, akaparadza vanhu vako vakanga vari shure, vose vakanga vasine simba, panguva yamakanga maziya nokuneta; iye wakanga asingatyi Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
kuti wakakuwira panzira, akaparadza vanhu vako vakanga vari shure, vose vakanga vasine simba, panguva yamakanga maziya nokuneta; iye wakanga asingatyi Mwari.