Deuteronomy 25:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana wakatadza acifanirwa nokurobga, mutoŋgi unofanira kumutsiʋamisa pasi, agorobga pamberi pake ɀakaenzana nokutadza kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu ane mhosva achifanira kurohwa, mutongi anofanira kumuti arare pasi agoita kuti arohwe pamberi pake neshamhu dzakafanira mhosva yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nyakubatwa nemhosva onzi ngaarohwe, mutongi achamuti azvambarare pasi arohwe shamhu dzinokodzerana nemhosva yake iye aripo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana wakatadza achifanirwa nokurohwa, mutongi anofanira kumutsivamisa pasi, agorohwa pamberi pake zvakaenzana nokutadza kwake.
Shona 2009?
Zvino kana wakatadza achifanirwa nokurohwa, mutongi anofanira kumutsivamisa pasi, agorohwa pamberi pake zvakaenzana nokutadza kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana wakatadza achifanirwa nokurohwa, mutongi anofanira kumutsivamisa pasi, agorohwa pamberi pake zvakaenzana nokutadza kwake.