Deuteronomy 25:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kumuroʋa kanamakumi manna, haafaniri kupfuʋudza; kuti, kana akapfuʋudza, akamuroʋa kupfuʋura ipapo kazhinji, hama yako irege kuɀidzwa pamberi pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi haafaniri kupiwa shamhu dzinodarika makumi mana. Kana akarohwa zvakapfurikidza mwero, hama yako inenge yazvidzwa pamberi pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angarohwe shamhu makumi mana asi ngadzirege kupfuura ipapo, nokuti kana akarohwa shamhu dzinopfuuridza ipapa ingadaro hama yako ikafumurwa iwe uchiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofanira kumurova kana makumi mana, haafaniri kupfuudza; kuti, kana akapfuudza, akamurova kupfuura ipapo kazhinji, hama yako irege kuzvidzwa pamberi pako.
Shona 2009?
Anofanira kumurova kana makumi mana, haafaniri kupfuudza; kuti, kana akapfuudza, akamurova kupfuura ipapo kazhinji, hama yako irege kuzvidzwa pamberi pako.
Shona SUB 2002 Bible
Anofanira kumurova kana makumi mana, haafaniri kupfuudza; kuti, kana akapfuudza, akamurova kupfuura ipapo kazhinji, hama yako irege kuzvidzwa pamberi pako.