Deuteronomy 25:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋana weɗaŋgwe waacaɓereka, ndiye unofanira kupinda panɀimbo yomukoma wake wakafa, kuti zita rake rirege kudzimŋa pakati paIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wokutanga waachabereka anofanira kutora zita rehama yake yakafa kuitira kuti zita rake rirege kudzimwa muIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana mukomana waanotanga kubereka achapiwa zita romuchakabvu kuitira kuti rirege kutsakatika muIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwana wedangwe waachabereka, ndiye anofanira kupinda panzvimbo yomukoma wake wakafa, kuti zita rake rirege kudzima pakati paIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino mwana wedangwe waachabereka, ndiye anofanira kupinda panzvimbo yomukoma wake wakafa, kuti zita rake rirege kudzima pakati paIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwana wedangwe waachabereka, ndiye anofanira kupinda panzvimbo yomukoma wake wakafa, kuti zita rake rirege kudzima pakati paIsiraeri.