Deuteronomy 26:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana wapinda panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti iʋe nhaka yako, ikaʋa yako, ukagara’mo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana uchinge wapinda munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako senhaka uye kana uchinge waitora nokugara mairi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino kana uchinge wasvika munyika yaunopiwa naTenzi Mwari wako kuti ive yako, waitora wagaramo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana wapinda panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive nhaka yako, ikava yako, ukagaramo;
Shona 2009?
"Zvino kana wapinda panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive nhaka yako, ikava yako, ukagaramo;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana wapinda panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive nhaka yako, ikava yako, ukagaramo;