Deuteronomy 26:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handina‐kuɀidya pakucema kwaŋgu, kana kuʋiga ɀimŋe ɀaɀo, ndisinakunaka, kana kupa ʋakafa ɀimŋe ɀaɀo; ndakaterera inzwi raJehova Mŋari waŋgu, ndikaita ɀose ɀamakandiraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kudya kana chikamu zvacho chomugove mutsvene panguva yandaiva pakuchema, kana kubvisa chikamu chawo panguva yandaiva ndisina kunatswa, kana kupa chikamu chawo kuvakafa. Ndakateerera Jehovha Mwari wangu; ndaita zvose zvamakandirayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kudya chegumi pandaingunochema nhamo yokufirwa, kana kuchibata pandainge ndan'ora, kana kuchipira kumidzimu. Ndakateerera izwi raTenzi Mwari wangu ndikaita zvose sokundirayira kwamakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kuzvidya pakuchema kwangu, kana kuviga zvimwe zvazvo, ndisina kunaka, kana kupa vakafa zvimwe zvazvo; ndakaterera inzwi raJehovha Mwari wangu, ndikaita zvose zvamakandiraira.
Shona 2009?
Handina kuzvidya pakuchema kwangu, kana kuviga zvimwe zvazvo, ndisina kunaka, kana kupa vakafa zvimwe zvazvo; ndakateerera inzwi raJehovha Mwari wangu, ndikaita zvose zvamakandiraira.
Shona SUB 2002 Bible
Handina kuzvidya pakuchema kwangu, kana kuviga zvimwe zvazvo, ndisina kunaka, kana kupa vakafa zvimwe zvazvo; ndakateerera izwi raJehovha Mwari wangu, ndikaita zvose zvamakandiraira.