Deuteronomy 26:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌotarirai muri paʋugaro bgenyu bgutȿene, pakuɗeŋga, muropafadze ʋanhu ʋenyu Israeri, nenyika yamakatipa, seɀamakapikira madziɓaɓa eɗu, nyika inoyerera mukaka noʋuci.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai muri kudenga, panzvimbo yougaro hwenyu tsvene, mugoropafadza vanhu venyu Israeri uye nenyika yamakatipa sezvamakavimbisa nemhiko kumadzitateguru edu, nyika inoyerera mukaka nouchi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Titarireiwo muri kudenga, kumusha wenyu mutsvene mukomborere vanhu venyu vaIsiraeri nenyika iyi yakanaka yomukaka nouchi yamakatipa sokutsidzira kwamakaita madzibaba edu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dotarirai muri paugaro hwenyu hutsvene, pakudenga, muropafadze vanhu venyu Isiraeri, nenyika yamakatipa, sezvamakapikira madzibaba edu, nyika inoyerera mukaka nouchi.’
Shona 2009?
Dotarirai muri paugaro bwenyu hutsvene, pakudenga, muropafadze vanhu venyu Isiraeri, nenyika yamakatipa, sezvamakapikira madzibaba edu, nyika inoyerera mukaka nouchi.'
Shona SUB 2002 Bible
Dotarirai muri paugaro hwenyu hutsvene, pakudenga, muropafadze vanhu venyu Isiraeri, nenyika yamakatipa, sezvamakapikira madzibaba edu, nyika inoyerera mukaka nouchi.’