Deuteronomy 26:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wapikisa Jehova nhasi kuti aʋe Mŋari wako, newe kuti unofanira kufamba munzira dzake, nokuceŋgeta ɀaakatema, nemirairo yake, neɀaakatoŋga, ʋuye kuti ucaterera inzwi rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mareva nhasi kuti Jehovha ndiye Mwari wenyu uye kuti muchafamba munzira dzake, uye kuti muchamuteerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhasi wabvuma zvataurwa naTenzi kuti ndiye Mwari wako uye kuti uchafamba munzira dzake, uchichengeta zvirevo nemitemo nemirao yake, nokuteerera izwi rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wapikisa Jehovha nhasi kuti ave Mwari wako, newe kuti unofanira kufamba munzira dzake, nokuchengeta zvaakatema, nemirairo yake, nezvaakatonga, uye kuti uchaterera izwi rake.
Shona 2009?
Wapikisa Jehovha nhasi kuti ave Mwari wako, newe kuti unofanira kufamba munzira dzake, nokuchengeta zvaakatema, nemirairo yake, nezvaakatonga, uye kuti uchateerera inzwi rake.
Shona SUB 2002 Bible
Wapikira Jehovha nhasi kuti ave Mwari wako, newe kuti unofanira kufamba munzira dzake, nokuchengeta zvaakatema, nemirairo yake, nezvaakatonga, uye kuti uchaterera izwi rake.