Deuteronomy 26:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti akukurise kwaɀo kupfuʋura ndudzi dzose dzaakaita, pakurumbidzwa, napamukurumbira, napakukudzwa; kuti uʋe rudzi rutȿene kunaJehova Mŋari wako, seɀaakataura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye ati achakukurisai kwazvo kupfuura ndudzi dzose dzaakaita pakurumbidzwa, napamukurumbira napakukudzwa kuti muve rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, sezvaakavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati achakusimudzirai pamusoro pendudzi dzavanhu dzose dzaakasika. Muchakudzwa, zita renyu rigorumbidzwa, mugova nomukurumbira, imi mugova rudzi rutsvene rwaTenzi Mwari wenyu sokureva kwake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti akukurise kwazvo kupfuura ndudzi dzose dzaakaita, pakurumbidzwa, napamukurumbira, napakukudzwa; kuti uve rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako, sezvaakataura.”
Shona 2009?
kuti akukurise kwazvo kupfuura ndudzi dzose dzaakaita, pakurumbidzwa, napamukurumbira, napakukudzwa; kuti uve rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako, sezvaakataura."
Shona SUB 2002 Bible
kuti akukurise kwazvo kupfuura ndudzi dzose dzaakaita, pakurumbidzwa, napamukurumbira, napakukudzwa; kuti uve rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako, sezvaakataura.”