Deuteronomy 26:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uende kumuprista ucaʋa’po pamazuʋa iwayo, uti kwaari: Ndinoreʋa pacena nhasi pamberi paJehova Mŋari wako, kuti ndaȿika panyika yakapikirwa madziɓaɓa eɗu naJehova, kuti ucatipa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ugoti kumuprista ari kushumira panguva iyoyo, “Ndinozvireva nhasi pamberi paJehovha Mwari wako kuti ndasvika munyika yakapikirwa madzitateguru edu naJehovha kuti achatipa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uende kumupristi anenge ariko panguva iyoyo uti, ‘Nhasi uno ndinoreva pachena kuna Tenzi Mwari wenyu kuti ndakakwanisawo kuva munyika ino iyi makatsidzirwa madzitateguru edu naTenzi kuti tinozopiwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino uende kumupristi uchavapo pamazuva iwayo, uti kwaari, ‘Ndinoreva pachena nhasi pamberi paJehovha Mwari wako, kuti ndasvika panyika yakapikirwa madzibaba edu naJehovha, kuti uchatipa iyo.’
Shona 2009?
Zvino uende kumuprista uchavapo pamazuva iwayo, uti kwaari, `Ndinoreva pachena nhasi pamberi paJehovha Mwari wako, kuti ndasvika panyika yakapikirwa madzibaba edu naJehovha, kuti uchatipa iyo.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino uende kumupristi uchavapo pamazuva iwayo, uti kwaari, ‘Ndinoreva pachena nhasi pamberi paJehovha Mwari wako, kuti ndasvika panyika yakapikirwa madzibaba edu naJehovha, kuti uchatipa iyo.’