Deuteronomy 26:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaEgipita ʋakatiitira ɀakaipa, nokutitambudza, ʋakatiɓatisa maɓasa anorema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaIjipita vakatiitira zvakaipa, vakatitambudza, vachitibatisa basa rinorema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIjipiti vakatibata zvakaipa vakationesa nhamo vachitiitisa basa rechibharo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaIjipiti vakatiitira zvakaipa, nokutitambudza, vakatibatisa mabasa anorema.
Shona 2009?
Valjipiti vakatiitira zvakaipa, nokutitambudza, vakatibatisa mabasa anorema.
Shona SUB 2002 Bible
VaIjipiti vakatiitira zvakaipa, nokutitambudza, vakatibatisa mabasa anorema.