Deuteronomy 26:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo takaɗana kunaJehova Mŋari wamadziɓaɓa eɗu, Jehova akanzwa inzwi reɗu, akaʋona kutambudzika kweɗu, namaɓasa eɗu, nokuremedzwa kweɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo takadana kuna Jehovha, iye Mwari wamadzibaba edu, uye Jehovha akanzwa inzwi redu akaona kutambudzika kwedu, kushandiswa nokumanikidzwa kwedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takazochema kuna Tenzi Mwari wamadzibaba edu, Tenzi ndokunzwa kuchema kwedu, ndokuonawo kutambura kwedu nomutoro wedu webasa nokusabatwa zvakanaka kwataiitwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo takadana kuna Jehovha Mwari wamadzibaba edu, Jehovha akanzwa inzwi redu, akaona kutambudzika kwedu;
Shona 2009?
Ipapo takadana kuna Jehovha Mwari wamadzibaba edu, Jehovha akanzwa inzwi redu, akaona kutambudzika kwedu;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo takadana kuna Jehovha Mwari wamadzibaba edu, Jehovha akanzwa izwi redu, akaona kutambudzika kwedu;