Deuteronomy 26:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatiȿitsa panɀimbo ino, akatipa nyika ino, nyika inoyerera mukaka noʋuci.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatiuyisa panzvimbo ino akatipa nyika ino, nyika inoyerera mukaka nouchi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatiunza kunzvimbo ino akatipa nyika ino, nyika yakanaka yomukaka nouchi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatisvitsa panzvimbo ino, akatipa nyika ino, nyika inoyerera mukaka nouchi.
Shona 2009?
akatisvitsa panzvimbo ino, akatipa nyika ino, nyika inoyerera mukaka nouchi.
Shona SUB 2002 Bible
akatisvitsa panzvimbo ino, akatipa nyika ino, nyika inoyerera mukaka nouchi.