Deuteronomy 27:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi naʋakuru ʋaIsraeri ʋakaraira ʋanhu, ʋakati: Ceŋgetai mirairo yose yandinokurairai nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mozisi navakuru veIsraeri vakarayira vanhu vachiti, “Chengetai mirayiro iyi yose yandinokupai nhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi pamwechete navakuru vakuru vevaIsiraeri vakataurira vanhu kuti, “Chengetai mirao yose yandiri kukuudzai nhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi navakuru vaIsiraeri vakaraira vanhu, vakati, chengetai mirairo yose yandinokurairai nhasi.
Shona 2009?
Zvino Mozisi navakuru vaIsiraeri vakaraira vanhu, vakati, chengetai mirairo yose yandinokurairai nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi navakuru VaIsiraeri vakaraira vanhu, vakati, chengetai mirairo yose yandinokurairai nhasi.