Deuteronomy 27:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanofanira kundomira pamsoro pegomo reGerizimi, kuti ʋaropafadze ʋanhu, kana mayambuka Joridani: Simeoni, naRevi, naJuda, naIsakari, naJosefa, naBenjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge mayambuka Jorodhani, aya ndiwo marudzi anofanira kundomira pamusoro peGomo reGerizimi kuti varopafadze vanhu: Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Josefa naBhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mayambuka Jorodhani vokwaSimeoni naRevhi naJudha naIsakari naJosefi naBhenjamini, vachamira paGomo reGerizimu vachikomborera vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndivo vanofanira kundomira pamusoro pegomo reGerizimi, kuti varopafadze vanhu, kana mayambuka Jorodhani: Simeoni, naRevhi, naJudha, naIsakari; naJosefa, naBhenjamini.
Shona 2009?
"Ndivo vanofanira kundomira pamusoro pegomo reGerizimi, kuti varopafadze vanhu, kana mayambuka Jorodhani: Simiyoni, naRevhi, naJudha, naIsakari; naJosefa, naBhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndivo vanofanira kundomira pamusoro pegomo reGerizimu, kuti varopafadze vanhu, kana mayambuka Jodhani: Simioni, naRevhi, naJudha, naIsakari; naJosefa, naBhenjamini.