Deuteronomy 27:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaRevi ʋanofanira kupindura, ʋaciti kuʋarume ʋose ʋaIsraeri nenzwi guru:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi vachataura kuvanhu vose veIsraeri nenzwi guru vachiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vaRevhi vachadaidzira vachitaurira vanhu vose vaIsiraeri kuti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaRevhi vanofanira kupindura, vachiti kuvarume vose vaIsiraeri nezwi guru,
Shona 2009?
Zvino vaRevhi vanofanira kupindura, vachiti kuvarume vose vaIsiraeri nenzwi guru,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaRevhi vanofanira kupindura vachiti kuvarume vose VaIsiraeri nezwi guru: