Deuteronomy 27:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu unoɀidza ɓaɓa ʋake kana mai ʋake. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu anozvidza baba kana mai vake.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anoshora baba vake kana amai vake. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu unozvidza baba vake kana mai vake. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu unozvidza baba vake kana mai vake. "Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu unozvidza baba vake kana mai vake. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.