Deuteronomy 27:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu unotsausa ɓofu panzira. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu anotsausa bofu panzira.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anorasikisa bofu nzira yaro. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu unotsausa bofu panzira. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu unotsausa bofu panzira."Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu unotsausa bofu panzira. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.