Deuteronomy 27:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu unotoŋgera mutorwa nenherera necirikadzi ɀisakarurama. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu anorega kururamisira mutorwa, nherera kana chirikadzi.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anoti kana otonga mhosva yomutorwa kana yenherera kana yechirikadzi osiya zviri pamurao. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu unotongera “Mutorwa nenherera nechirikadzi zvisakarurama. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu unotongera "Mutorwa nenherera nechirikadzi zvisakarurama. "Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu unotongera mutorwa nenherera nechirikadzi zvisakarurama. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.