Deuteronomy 27:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nomusi wamunoyambuka Joridani mucipinda munyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, unofanira kuɀimisira mabge makuru nokuacenesa nesuko;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, munofanira kumisa mabwe makuru mugoapenda nesuko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi wauchayambuka Jorodhani uchipinda munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako unofanira kumisa mhitsa dzamabwe uadzurure,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nomusi wamunoyambuka Jorodhani muchipinda munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, unofanira kuzvimisira mabwe makuru nokuachenesa nesuko;
Shona 2009?
Zvino nomusi waunoyambuka Jorodhani muchipinda munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, unofanira kuzvimisira mabwe makuru nokuachenesa nesuko;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nomusi wamunoyambuka Jodhani muchipinda munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, unofanira kuzvimisira mabwe makuru nokuachenesa nesuko;