Deuteronomy 27:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu unoʋata nomukadzi waɓaɓa ʋake, nokuti wafukura nhere yaɓaɓa ʋake. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu anovata nomukadzi wababa vake, nokuti azvidza nhoo yababa vake.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anotorana nomukadzi wababa wake nokuti anenge azvidza baba wake nokupinda mumba mavo kwaanenge aita. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu unovata nomukadzi wababa vake, nokuti wafukura nhere yababa vake. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu unovata nomukadzi wababa vake, nokuti wafukura nhere yababa vake. "Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu unovata nomukadzi wababa vake, nokuti wafukura nhere yababa vake. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.