Deuteronomy 27:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu unoʋata nemhuka ipi neipi. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu anovata nemhuka ipi zvayo.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anoita zvoupombwe nemhuka. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu unovata nemhuka ipi neipi. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu unovata nemhuka ipi neipi. "Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu unovata nemhuka ipi neipi. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.