Deuteronomy 27:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu unoroʋa wokwake pakaʋanda. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu anouraya muvakidzani pakavanda.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anoponda mumwe muchivande. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu unorova wokwake pakavanda. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu unorova wokwake pakavanda. "Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu unorova wokwake pakavanda. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.