Deuteronomy 27:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe munhu usiŋgasimbisi mashoko omurairo uyu, nokuaita. Ɀino ʋanhu ʋose ʋanofanira kuti: Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngaatukwe munhu asingasimbisi mashoko omurayiro uyu nokuaita.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaawirwe norushambwa munhu asingabvume zvatemwa nomurao uyu kuti auchengete. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaatukwe munhu asingasimbisi mashoko omurayiro uyu, nokuaita. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona 2009?
"Ngaatukwe munhu asingasimbisi mashoko omurayiro uyu, nokuaita. "Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaatukwe munhu asingasimbisi mashoko omurairo uyu, nokuaita. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.