Deuteronomy 27:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi naʋaprista naʋaRevi ʋakataura naʋaIsraeri ʋose, ʋakati: Iwe Israeri, nyarara, unzwe; nhasi waitwa rudzi rwaJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi navaprista vanova vaRevhi, vakataura kuvaIsraeri vose vakati, “Nyararai imi Israeri, uye muteerere! Iye zvino mava rudzi rwaJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Mosesi navapristi vechiRevhi vakataurira vaIsiraeri vose kuti, “VaIsiraeriwe-e, nyararai munzwe, nhasi mava vanhu vaTenzi Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi navapristi navaRevhi vakataura navaIsiraeri vose, vakati, “Iwe Isiraeri, nyarara, unzwe; nhasi waitwa rudzi rwaJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
Zvino Mozisi navaprista navaRevhi vakataura navaIsiraeri vose, vakati, "Iwe Isiraeri, nyarara, unzwe; nhasi waitwa rudzi rwaJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi navapristi navaRevhi vakataura naVaIsiraeri vose, vakati, “Iwe Isiraeri, nyarara, unzwe; nhasi waitwa rudzi rwaJehovha Mwari wako.