Deuteronomy 28:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋenyika ʋacaʋona kuti iwe wakatumidzwa nezita raJehova; ʋacakutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo marudzi ose ari panyika achazviona kuti munodanwa nezita raJehovha, uye vachakutyai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndudzi dzose dzavanhu vapasi pano vachaona kuti munodaidzwa nezita raTenzi. Vachakutyai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose venyika vachaona kuti iwe wakatumidzwa nezita raJehovha; vachakutya.
Shona 2009?
Vanhu vose venyika vachaona kuti iwe wakatumidzwa nezita raJehovha; vachakutya.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose venyika vachaona kuti iwe wakatumidzwa nezita raJehovha; vachakutya.