Deuteronomy 28:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucatukwa muguta, ucatukwa mumunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchatukwa muguta uye uchatukwa mumunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Muchawirwa norushambwa mumaguta enyu nomumaruwa enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchatukwa muguta, uchatukwa mumunda.
Shona 2009?
Uchatukwa muguta, uchatukwa mumunda.
Shona SUB 2002 Bible
Uchatukwa muguta, uchatukwa mumunda.