Deuteronomy 28:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌeŋgu rako ricatukwa, nomudziyo wako wokukanyira ciŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dengu rako nomudziyo wako wokukanyira chingwa zvichatukwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Muchawirwa norushambwa rwokushaya kana chokuisa mumatengu enyu kana mutsero dzenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Dengu rako richatukwa, nomudziyo wako wokukanyira chingwa.
Shona 2009?
"Dengu rako richatukwa, nomudziyo wako wokukanyira chingwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Dengu rako richatukwa, nomudziyo wako wokukanyira chingwa.