Deuteronomy 28:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucatukwa kana ucipinda, ucatukwa kana uciɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchatukwa kana uchipinda uye uchatukwa kana uchibuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Muchava nekashambwa kwokuti zvose zvamunoita hazvibudirire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchatukwa kana uchipinda, uchatukwa kana uchibuda.
Shona 2009?
Uchatukwa kana uchipinda, uchatukwa kana uchibuda.
Shona SUB 2002 Bible
Uchatukwa kana uchipinda, uchatukwa kana uchibuda.