Deuteronomy 28:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuropafadzwa uku kwose kucaitika kwauri, ucateʋererwa nako, kana uciterera inzwi raJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maropafadzo aya ose achauya pamusoro penyu uye achava nemi kana muchiteerera Jehovha Mwari:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ukateerera zvinorehwa naTenzi Mwari wako, makomborero ose aya achauya kwauri achiita zvokunaya pauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuropafadzwa uku kwose kuchaitika kwauri, uchatevererwa nako, kana uchiteerera izwi raJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
Kuropafadzwa uku kose kuchaitika kwauri, uchatevererwa nako, kana uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Kuropafadzwa uku kwose kuchaitika kwauri, uchatevererwa nako, kana uchiteerera izwi raJehovha Mwari wako.