Deuteronomy 28:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucatuma pamsoro pako kutukwa, nokunyoŋganiswa, nokuraŋgwa, paɀose ɀaunoɓata namaʋoko ako, kuȿikira waparadzwa, ʋuye kuȿikira wakurumidza kupera, nokuɗa kweɀakaipa ɀaunoita, ɀawakandisiya naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achatuma kutukwa pamusoro pako, nokunyonganiswa uye nokurangwa pazvinhu zvose zvaunobata namaoko ako, kusvikira waparadzwa uye kusvikira waparara nokukurumidza nokuda kwezvakaipa zvawakaita zvokumuramba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi achakupai rushambwa, achakuonesai ndondo achakutsiudzai pane zvose zvamuchaita kudzamara maparadzwa matsakatika pasina nenguva yose zvakonzerwa nezviito zvenyu zvakaipa zvamunenge maita muchindiramba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha uchatuma pamusoro pako kutukwa, nokunyonganiswa, nokurangwa, pazvose zvaunobata namaoko ako, kusvikira waparadzwa, uye kusvikira wakurumidza kupera, nokuda kwezvakaipa zvaunoita, zvawakandisiya nazvo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible