Deuteronomy 28:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀitunha ɀako ɀicaʋa ɀokudya ɀeshiri dzose dzokuɗeŋga neɀikara ɀenyika, kusinomunhu unoɀidziŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvitunha zvenyu zvichava zvokudya zveshiri dzedenga nezvikara zvenyika, uye hapana achazvidzinga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvitunha zvenyu zvichadyiwa neshiri dzedenga nezvikara zvesango pasina anozvidzinga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvitunha zvako zvichava zvokudya zveshiri dzose dzokudenga nezvikara zvenyika, kusina munhu unozvidzinga.
Shona 2009?
Zvitunha zvako zvichava zvokudya zveshiri dzose dzokudenga nezvikara zvenyika, kusina munhu unozvidzinga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvitunha zvako zvichava zvokudya zveshiri dzose dzokudenga nezvikara zvenyika, kusina munhu unozvidzinga.