Deuteronomy 28:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiɓereko ɀevu rako, neɀamaɓasa ako, ɀicadyiwa norudzi rwausiŋgaziʋi; ucaŋgoremedzwa nokutambudzwa ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwausingazivi ruchadya zvibereko zvevhu rako nesimba rako, uye uchava nokumanikidzwa kuno utsinye mazuva ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rudzi rwavanhu vausingazivi zvako, ndirwo ruchadya mbesa dzawakadikitira kurima. Vacharamba vachikutonga nechisimba chete
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvibereko zvevhu rako, nezvamabasa ako, zvichadyiwa norudzi rwausingazivi; uchangoremedzwa nokutambudzwa nguva dzose.
Shona 2009?
Zvibereko zvevhu rako, nezvamabasa ako, zvichadyiwa norudzi rwausingazivi; uchangoremedzwa nokutambudzwa nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvibereko zvevhu rako, nezvamabasa ako, zvichadyiwa norudzi rwausingazivi; uchangoremedzwa nokutambudzwa nguva dzose.