Deuteronomy 28:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucatakurira mbeu zhinji kumunda, asi ucaʋuŋganidza ɀishoma; nokuti ɀicapedzwa nemhashu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchadyara mbeu yakawanda mumunda mako asi uchakohwa zvishoma, nokuti zvichaparadzwa nemhashu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uchadyara mbeu dzakawanda mumunda, asi zvokukohwa zvichava zvishomanana nokuti zvichapera kudyiwa nehwiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uchatakurira mbeu zhinji kumunda, asi uchaunganidza zvishoma; nokuti zvichapedzwa nemhashu.
Shona 2009?
"Uchatakurira mbeu zhinji kumunda, asi uchaunganidza zvishoma; nokuti zvichapedzwa nemhashu.
Shona SUB 2002 Bible
“Uchatakurira mbeu zhinji kumunda, asi uchaunganidza zvishoma; nokuti zvichapedzwa nemhashu.