Deuteronomy 28:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucarima minda yemizambiriŋga nokuigadzira, asi hauŋganwi waini yayo, kana kutanha mazambiriŋga; nokuti acadyiwa namakonye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ucharima minda yemizambiringa nokuigadzira, asi haunganwi waini yacho kana kutanha mazambiringa acho, nokuti achadyiwa namakonye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchasima minda yamagirepisi ugobindikita kuichengetedza, asi hapana chaunotanhamo, kana kumbonwawo waini yomo nokuti zvose zvichapera kudyiwa namakonye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ucharima minda yemizambiringa nokuigadzira, asi haunganwi waini yayo, kana kutanha mazambiringa; nokuti achadyiwa namakonye.
Shona 2009?
Ucharima minda yemizambiringa nokuigadzira, asi haungamwi waini yayo, kana kutanha mazambiringa; nokuti achadyiwa namakonye.
Shona SUB 2002 Bible
Ucharima minda yemizambiringa nokuigadzira, asi haunganwi waini yayo, kana kutanha mazambiringa; nokuti achadyiwa namakonye.