Deuteronomy 28:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti hauna‐kushumira Jehova Mŋari wako nomufaro, nomŋoyo unofara, nokuɗa kwokuwanda kweɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hamuna kushumira Jehovha Mwari wenyu nomufaro nokupembera panguva yokubudirira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti unenge usina kushandira Tenzi Mwari wako norufaro nomwoyo wakasununguka panguva yaunenge uchakapfuma,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti hauna kushumira Jehovha Mwari wako nomufaro, nomwoyo unofara, nokuda kwokuwanda kwezvose.
Shona 2009?
nokuti hauna kushumira Jehovha Mwari wako nomufaro, nomoyo unofara, nokuda kokuwanda kwezvose.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti hauna kushumira Jehovha Mwari wako nomufaro, nomwoyo unofara, nokuda kwokuwanda kwezvose.