Deuteronomy 28:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ucafanira kuɓatira ʋaʋeŋgi ʋako, ʋaucatumirwa naJehova kuti urwe naʋo, ucinzwa nzara, nenyota, ucishaiwa ɀokufuka neɀose iɀi; iye ucaisa joko reɗare pamutsipa wako, kuȿikira akuparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naizvozvo munzara nenyota, mukushama nomuurombo hwakaipisisa, muchashandira vavengi vakatumwa naJehovha kuzokurwisai. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokudaro uchashandira vavengi vako, vachakuvinga vatumwa naTenzi iwe uine nzara nenyota, usina zvokupfeka zvakakwana, zvinhu zvose zvichingova zvenhamonhamo kwauri vachizokuisa joko resimbi pamutsipa wako kudzamara vakuparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo uchafanira kubatira vavengi vako, vauchatumirwa naJehovha kuti urwe navo, uchinzwa nzara nenyota, uchishaiwa zvokufuka nezvose izvi; iye uchaisa joko redare pamutsipa wako, kusvikira akuparadza.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible