Deuteronomy 28:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
rudzi runehasha, rusiŋgaraŋgariri ʋatana, kana kunzwira majaya tsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
rudzi runotyisa kutarisa rusingakudzi vatana kana kunzwira tsitsi vaduku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rudzi rune zviso zvinodederesa rusina zviya zvokunyara vakura kana kunzwira vana vaduku tsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
rudzi rune hasha, rusingarangariri vatana, kana kunzwira majaya tsitsi.
Shona 2009?
rudzi rune hasha, rusingarangariri vatana, kana kunzwira majaya tsitsi.
Shona SUB 2002 Bible
rudzi rune hasha, rusingarangariri vatana, kana kunzwira majaya tsitsi.