Deuteronomy 28:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacadya ɀiɓereko ɀeŋombe dzako, neɀiɓereko ɀevu rako, kuȿikira waparadzwa; haʋaŋgakusiyiri ɀiyo, kana waini, kana mafuta, kana ɀakaɓerekwa nemhou dzako, kana makwaiana amakwai ako, kuȿikira waparadzwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachaparadza zvibereko zvezvipfuwo zvenyu nezvirimwa zveminda yenyu kusvikira maparadzwa. Havangakusiyirii kana zviyo, waini itsva kana mafuta, kunyange mhuru dzemhou dzenyu kana makwayana amakwai enyu kusvikira maparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachadya mhuru dzezvipfuwo zvako, nembesa dzomumunda wako kusvikira vakurozva. Havambokusiyiri kana tsanga yembesanwa zvayo kana kukusiyira waini kana mafuta eorivhi, kana mwana zvake wezvimwe zvipfuwo zvako, kana kachipfuwo kako zvako kudzamara vakutsakatisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachadya zvibereko zvemombe dzako, nezvibereko zvevhu rako, kusvikira waparadzwa; havangakusiyiri zviyo, kana waini, kana mafuta, kana zvakaberekwa nemhou dzako, kana makwayana amakwai ako, kusvikira waparadzwa navo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible