Deuteronomy 28:55 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haaŋgapi mumŋe waʋo nyama yaʋana ʋake ʋaacadya, nokuti iye haaŋgaʋi necaakasarirwa naco, kana wokombga nokumanikidzwa naʋaʋeŋgi ʋako pamasuʋo ako ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye haangapi kune mumwe wavo nyama yevana vake yaari kudya. Ndiyo yoga yaachange asarirwa nayo nokuda kwokutambudzwa kwamuchaitwa nomuvengi wenyu panguva yaachakomba maguta enyu ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti anotovanyima nyama yavana vake vaanenge achidya nokuti anenge asisina chokubata munhamo iyoyo yokukombwa mumaguta enyu navavengi venyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
haangapi mumwe wavo nyama yavana vake vaachadya, nokuti iye haangavi nechaakasarirwa nacho, kana wokombwa nokumanikidzwa navavengi vako pamasuo ako ose.
Shona 2009?
haangapi mumwe wavo nyama yavana vake vaachadya, nokuti iye haangavi nechaakasarirwa nacho, kana wokombwa nokumanikidzwa navavengi vako pamasuo ako ose.
Shona SUB 2002 Bible
haangapi mumwe wavo nyama yavana vake vaachadya, nokuti iye haangavi nechaakasarirwa nacho, kana wokombwa nokumanikidzwa navavengi vako pamasuwo ako ose.