Deuteronomy 28:58 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana usiŋgacenjeri kuita mashoko ose omurairo uyu, akanyorwa mubuku iyi, kuti utye zita iri rinobginya nerinotyisa, rinoti: JEHOVA MŊARI WAKO;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukasachenjerera kutevera mashoko ose omurayiro uyu, akanyorwa mubhuku iri, uye mukasatya zita iri rinobwinya uye rinotyisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ukarega zvako kunyatsoteerera nokuchengeta zvose zvinorehwa nomutemo uyu zvakanyorwa mubhuku rino, uchitorega zvako kutya zita iri rokuti Tenzi Mwari wako rine mukurumbira rinoremekedzwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana usingachenjeri kuita mashoko ose omurayiro uyu, akanyorwa mubhuku iyi, kuti utye zita iri rinobwinya nerinotyisa, rinoti: JEHOVHA MWARI WAKO;
Shona 2009?
"Kana usingachenjeri kuita mashoko ose omurayiro uyu, akanyorwa mubhuku iyi, kuti utye zita iri rinobwinya nerinotyisa, rinoti: JEHOVHA MWARI WAKO;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana usingachenjeri kuita mashoko ose omurairo uyu, akanyorwa mubhuku iyi, kuti utye zita iri rinobwinya nerinotyisa, rinoti: JEHOVHA MWARI WAKO;