Deuteronomy 28:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaropafadzwa kana ucipinda, ucaropafadzwa kana uciɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ucharopafadzwa kana uchipinda uye ucharopafadzwa kana uchibuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Muchakomborerwa mune zvose zvamuchaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ucharopafadzwa kana uchipinda, ucharopafadzwa kana uchibuda.
Shona 2009?
Ucharopafadzwa kana uchipinda, ucharopafadzwa kana uchibuda.
Shona SUB 2002 Bible
Ucharopafadzwa kana uchipinda, ucharopafadzwa kana uchibuda.