Deuteronomy 28:60 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋuyisa ɀe pamsoro pako hosha dzose dzeEgipita, dzawakaŋga ucitya, kuti dzikunamatire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achauyisa hosha dzose dzokuIjipiti pamusoro penyu, idzo dzamunotya, uye dzichabatirira pamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaunzawo pauri zvirwere zvose zviya zvawaitya zvokuIjipiti zvicharamba zvakati pauri momote.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchauyisazve pamusoro pako hosha dzose dzeIjipiti, dzawakanga uchitya, kuti dzikunamatire.
Shona 2009?
Uchauyisazve pamusoro pako hosha dzose dzeIjipiti, dzawakanga uchitya, kuti dzikunamatire.
Shona SUB 2002 Bible
Uchauyisazve pamusoro pako zvirwere zvose zveIjipiti, zvawakanga uchitya, kuti zvikunamatire.