Deuteronomy 28:63 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova seɀaakaŋga acikufarirai aciɗa kukuitirai ɀakanaka, nokukuwanzai, saiɀoɀo Jehova ucafara pamsoro penyu kukupedzai nokukuparadzai; mucadzurwa kunyika kwaunoenda, kuti iʋe yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvazvakafadza Jehovha kuti imi mubudirire uye muwande, naizvozvo zvichamufadza kukuitirai zvakaipa nokukuparadzai. Muchadzurwa kubva munyika yamuri kupinda kuti ive yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokufara kwakaita Tenzi kukupfumisai nokuita kuti muwande, Tenzi achafarirawo kukuparadzai achikupedzai achikutipurai kubva munyika yamuri kupiwa naTenzi Mwari wenyu kuti ive yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha sezvaakanga achikufarirai achida kukuitirai zvakanaka, nokukuwanzai, saizvozvo Jehovha uchafara pamusoro penyu kukupedzai nokukuparadzai; muchadzurwa kunyika kwaunoenda, kuti ive yako.
Shona 2009?
Zvino Jehovha sezvaakanga achikufarirai achida kukuitirai zvakanaka, nokukuwanzai, saizvozvo Jehovha uchafara pamusoro penyu kukupedzai nokukuparadzai; muchadzurwa kunyika kwaunoenda, kuti ive yako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha sezvaakanga achikufarirai achida kukuitirai zvakanaka, nokukuwanzai, saizvozvo Jehovha uchafara pamusoro penyu kukupedzai nokukuparadzai; muchadzurwa kunyika kwaunoenda, kuti ive yako.