Deuteronomy 28:66 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋupenyu bgako bgucarembera pamberi pako, ucatya ʋusiku namasikati, hauŋgaziʋi kana ucararama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchararama upenyu hwako hwakarembera nguva dzose, wakazadzwa nokutya usiku namasikati, usina chokwadi pamusoro poupenyu hwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchagara wakabatira upenyu hwako mumaoko, uchitya kuti zvimwe haridoke uri mupenyu, kana kuti hakuedze uchafema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
upenyu hwako hucharembera pamberi pako, uchatya usiku namasikati, haungazivi kana uchararama;
Shona 2009?
upenyu hwako hucharembera pamberi pako, uchatya usiku namasikati, haungazivi kana uchararama;
Shona SUB 2002 Bible
upenyu hwako hucharembera pamberi pako, uchatya usiku namasikati, haungazivi kana uchararama;