Deuteronomy 28:68 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucakuisa ɀe Egipita neɀikepe nenzira yandakati kwauri: Haucazoiʋoni ɀe; ipapo mucandoɀiteŋgesa kuʋaʋeŋgi ʋenyu, kuti muʋe ʋaranda naʋarandakadzi, asi hakuŋgaʋi nomunhu ucakuteŋgai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achakudzoserai kuIjipiti muri muzvikepe parwendo rwandakati hamufaniri kuzoruonazve. Ikoko muchada kuzvitengesa kuvavengi venyu savarandarume kana varandakadzi, asi hapana angada kukutengai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange ndakambotaura kuti hamuchazoita rwendo irworwo zvakare, Tenzi achakudzosera kuIjipiti nengarava. Muchandozvishambadza mose varume navakadzi kuti mutengwe navavengi venyu savaranda, asi muchashaya neangadewo kukutengai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha uchakuisazve Ijipiti nezvikepe nenzira yandakati kwauri, ‘Hauchazoionizve;’ ipapo muchandozvitengesa kuvavengi venyu, kuti muve varanda navarandakadzi, asi hakungavi nomunhu uchakutengai.”
Shona 2009?
Jehovha uchakuisazve Ijipiti nezvikepe nenzira yandakati kwauri, `Hauchazoionizve;' ipapo muchandozvitengesa kuvavengi venyu, kuti muve varanda navarandakadzi, asi hakungavi nomunhu uchakutengai."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha uchakuisazve Ijipiti nezvikepe nenzira yandakati kwauri, ‘Hauchazoionizve;’ ipapo muchandozvitengesa kuvavengi venyu, kuti muve varanda navarandakadzi, asi hakungavi nomunhu uchakutengai.”